Online Bible

- Reklamy -

Numeri 7:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Pazuva rechina racho, kwakauyawo Erizuru mwanakomana wavaShedheuru, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaRubheni.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Nezuʋa recinna Erizuri, mŋanakomana waShedeuri, mucinda waʋana ʋaRubeni, wakaʋuya.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Nezuva rechina Erizuri, mwanakomana waShedheuri, muchinda wavana vaRubheni, akauya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Pazuva rechina racho, kwakauyawo Erizuru mwanakomana wavaShedheuru, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaRubheni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Pazuva rechina racho, kwakauyawo Erizuru mwanakomana wavaShedheuru, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaRubheni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Pazuva rechina, Erizuri mwanakomana waShedheuri, mutungamiri wavanhu vokwaRubheni, akauya nechipiriso chake.

Viz kapitola kopírovat

Numeri 7:30

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy