Numeri 7:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Akapira mupiro wake zuva rokutanga ndiNahishoni mwanakomana waAminadhabhu wedzinza rokwaJudha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀino wakaʋuya necipo cake nezuʋa rokutaŋga wakaŋga ari Nashoni, mŋanakomana waAminadabi, worudzi rwaJuda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Zvino akauya nechipo chake nezuva rokutanga akanga ari Nashoni, mwanakomana waAminadhabhu, worudzi rwaJudha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Akapira mupiro wake zuva rokutanga ndiNahishoni mwanakomana waAminadhabhu wedzinza rokwaJudha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Akapira mupiro wake zuva rokutanga ndiNahishoni mwanakomana waAminadhabhu wedzinza rokwaJudha. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Nashoni mwanakomana waAminadhabhi worudzi rwaJudha, ndiye akauya nechipiriso chake pazuva rokutanga. Viz kapitola |