Numeri 5:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 pakadai mupristi ngaatsidzire mukadzi iyeyo rushambwa achiti kumudzimai, ‘Tenzi ngaaite kuti urengererwe pakati pavanhu vakwako uzvimbe dumbu, upfudzike pamuviri.’ Mukadzi iyeyo ngaadaire achiti, ‘Ameni, ngazvive saizvozvo.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 ɀino muprista unofanira kupikisa mukadzi mhiko inoʋuyisa kutuka, muprista ndokuti kumukadzi: Jehova ŋgaakuite cipiko cemhiko pakati porudzi rwako, kana Jehova aciwondisa hudyu yako nokuɀimbisa ɗumbu rako; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 zvino mupristi anofanira kupikisa mukadzi mhiko inouyisa kutuka, mupristi ndokuti kumukadzi, ‘Jehovha ngaakuite chipiko chemhiko pakati porudzi rwako, kana Jehovha achiwondisa hudyu yako nokuzvimbisa dumbu rako; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 pakadai mupristi ngaatsidzire mukadzi iyeyo rushambwa achiti kumudzimai, ‘Tenzi ngaaite kuti urengererwe pakati pavanhu vakwako uzvimbe dumbu, upfudzike pamuviri.’ Mukadzi iyeyo ngaadaire achiti, ‘Ameni, ngazvive saizvozvo.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 pakadai mupristi ngaatsidzire mukadzi iyeyo rushambwa achiti kumudzimai, ‘Tenzi ngaaite kuti urengererwe pakati pavanhu vakwako uzvimbe dumbu, upfudzike pamuviri.’ Mukadzi iyeyo ngaadaire achiti, ‘Ameni, ngazvive saizvozvo.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 ipapo muprista anofanira kuisa mukadzi uyu pachituko ichi chemhiko achiti, “Jehovha ngaaite kuti vanhu vako vakutuke uye vakurambe paanoita kuti chidya chako chionde uye kuti dumbu rako rizvimbe. Viz kapitola |