Numeri 4:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Zvino, kuti vararame varege kufa pavanouya pedyo nezvinhu zvinoera zvamuchaita kwavari ndezvizvi; Aroni navanakomana vake vachapindamo vovagovera mabasa okuita. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 asi muʋaitire iɀi kuti ʋararame, ʋarege kufa, kana ʋacisweɗera kuɀinhu ɀitȿene‐tȿene; Aroni naʋanakomana ʋake ʋanofanira kupinda nokuʋagadza, mumŋe nomumŋe, paɓasa rake napamutoro wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 asi muvaitire izvi kuti vararame, varege kufa, kana vachiswedera kuzvinhu zvitsvene‐tsvene; Aroni navanakomana vake vanofanira kupinda nokuvagadza, mumwe nomumwe, pabasa rake napamutoro wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Zvino, kuti vararame varege kufa pavanouya pedyo nezvinhu zvinoera zvamuchaita kwavari ndezvizvi; Aroni navanakomana vake vachapindamo vovagovera mabasa okuita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Zvino, kuti vararame varege kufa pavanouya pedyo nezvinhu zvinoera zvamuchaita kwavari ndezvizvi; Aroni navanakomana vake vachapindamo vovagovera mabasa okuita. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Kuti vararame uye varege kufa pavanoswedera pedyo nezvinhu zvitsvene, uvaitire izvi: Aroni navanakomana vake vanofanira kupinda munzvimbo tsvene vagorayira murume mumwe nomumwe basa rake nezvaanofanira kuita. Viz kapitola |