Numeri 3:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Kubva mukati mavaIsiraeri vose unofanira kuturira vaRevhi mumaoko aAroni navanakomana vake vanofanira kunyatsopirwa kwaari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Unofanira kupa Aroni naʋanakomana ʋake ʋaRevi; ʋakaʋapiwa cose pakati paʋana ʋaIsraeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Vanofanira kupa Aroni navanakomana vake vaRevhi; vakapiwa chose pakati pavana vaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Kubva mukati mavaIsiraeri vose unofanira kuturira vaRevhi mumaoko aAroni navanakomana vake vanofanira kunyatsopirwa kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Kubva mukati mavaIsiraeri vose unofanira kuturira vaRevhi mumaoko aAroni navanakomana vake vanofanira kunyatsopirwa kwaari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 VaRevhi uvape kuna Aroni navanakomana vake; ndivo vaIsraeri vanofanira kupiwa kwaari zvachose. Viz kapitola |