Numeri 3:51 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 Mosesi akapa mari iya yavakadzikinuriswa nayo kuna Aroni navanakomana vake sokutaurirwa kwaakanga aitwa naTenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)51 Mosesi akapa Aroni naʋanakomana ʋake mari iyo yokudzikinura, seshoko raJehova, seɀakarairwa Mosesi naJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200251 Mosesi akapa Aroni navanakomana vake mari iyo yokudzikinura, seshoko raJehovha, sezvakarairwa Mosesi naJehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 Mosesi akapa mari iya yavakadzikinuriswa nayo kuna Aroni navanakomana vake sokutaurirwa kwaakanga aitwa naTenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona51 Mosesi akapa mari iya yavakadzikinuriswa nayo kuna Aroni navanakomana vake sokutaurirwa kwaakanga aitwa naTenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi51 Mozisi akapa mari yedzikinuro kuna Aroni navanakomana vake, sezvaakanga arayirwa neshoko raJehovha. Viz kapitola |