Numeri 3:45 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 “Zvino panzvimbo yamatangwe avaIsiraeri, nditsaurire vaRevhi. Panzvimbowo yamatangwe ezvipfuwo zvavo, nditsaurire matangwe ezvipfuwo zvavaRevhi. VaRevhi vachava vangu ini Tenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Tora ʋaRevi panɀimbo yamataŋgwe ose aʋana ʋaIsraeri, neŋombe dzaʋaRevi panɀimbo yeŋombe dzaʋo; nokuti ʋaRevi ndaʋaŋgu; ndini Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200245 “Tora vaRevhi panzvimbo yamatangwe ose avana vaIsiraeri, nemombe dzavaRevhi panzvimbo yemombe dzavo; nokuti vaRevhi ndavangu; ndini Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 “Zvino panzvimbo yamatangwe avaIsiraeri, nditsaurire vaRevhi. Panzvimbowo yamatangwe ezvipfuwo zvavo, nditsaurire matangwe ezvipfuwo zvavaRevhi. VaRevhi vachava vangu ini Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona45 “Zvino panzvimbo yamatangwe avaIsiraeri, nditsaurire vaRevhi. Panzvimbowo yamatangwe ezvipfuwo zvavo, nditsaurire matangwe ezvipfuwo zvavaRevhi. VaRevhi vachava vangu ini Tenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 “Tora vaRevhi pachinzvimbo chamatangwe ose eIsraeri, uye zvipfuwo zvavaRevhi pachinzvimbo chezvipfuwo zvavo. VaRevhi vanofanira kuva vangu. Ndini Jehovha. Viz kapitola |