Numeri 2:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chiri vanhu makumi mana ezviuru ane chiuru chimwechete china mazana mashanu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ƃoka rake, naʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna necimŋe namazana mashanu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Boka rake navakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi mana nechimwe namazana mashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chiri vanhu makumi mana ezviuru ane chiuru chimwechete china mazana mashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chiri vanhu makumi mana ezviuru ane chiuru chimwechete china mazana mashanu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Boka rake rina vanhu vanosvika zviuru makumi mana nechimwe chete namazana mashanu. Viz kapitola |