Numeri 16:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Haunawo kutisvitsa kunyika yakanaka inoerera uchi nomukaka, kana kutipa nhaka yeminda zvayo neyeminda yemigirepisi. Ko unodireiko kubata vanhu kumeso? Hatizi kuuyako.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ʋuye hauna‐kutiisa munyika inoyerera mukaka noʋuci, kana kutipe‐nhaka yeminda neyeminda yemizambiriŋga; ɀino unoɗa kutumbura meso aʋanhu aʋa here? Hatiɗi kukwira’ko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Uye hauna kutiisa munyika inoyerera mukaka nouchi, kana kutipa nhaka yeminda neyeminda yemizambiringa; zvino unoda kutumbura meso avanhu ava here? Hatidi kukwirako.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Haunawo kutisvitsa kunyika yakanaka inoerera uchi nomukaka, kana kutipa nhaka yeminda zvayo neyeminda yemigirepisi. Ko unodireiko kubata vanhu kumeso? Hatizi kuuyako.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Haunawo kutisvitsa kunyika yakanaka inoerera uchi nomukaka, kana kutipa nhaka yeminda zvayo neyeminda yemigirepisi. Ko unodireiko kubata vanhu kumeso? Hatizi kuuyako.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Pamusoro pezvo, hamuna kutisvitsa kunyika inoyerera mukaka nouchi kana kutipa nhaka yeminda neminda yemizambiringa. Muchada kutumbura meso avanhu ava here? Haiwa, isu hatiuyiko!” Viz kapitola |