Numeri 15:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Vaya vakamuona achitsvaka huni vakamuunza kuna Mosesi naAroni negungano rose ravaIsiraeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Aʋo ʋakamuwana aciʋuŋganidza tsotso ʋakamuisa kunaMosesi naAroni, nokuʋuŋgano yose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Avo vakamuwana achiunganidza tsotso vakamuisa kuna Mosesi naAroni, nokuungano yose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Vaya vakamuona achitsvaka huni vakamuunza kuna Mosesi naAroni negungano rose ravaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Vaya vakamuona achitsvaka huni vakamuunza kuna Mosesi naAroni negungano rose ravaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Avo vakamuwana achiunganidza huni vakauya naye kuna Mozisi naAroni nokuungano yose, Viz kapitola |