Numeri 15:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 nokuti akaramba kuteerera Tenzi akatyora mutemo wake. Munhu iyeyo ngaabviswe murudzi rwake zvachose. Ndiye akazviparira.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Nokuti wakaɀidza shoko raJehova, akaputsa murairo wake; munhu uyu unofanira kubviswa cose; mhoȿa yokutadza kwake iri pamsoro pake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Nokuti akazvidza shoko raJehovha, akaputsa murayiro wake; munhu uyu anofanira kubviswa chose; mhosva yokutadza kwake iri pamusoro pake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 nokuti akaramba kuteerera Tenzi akatyora mutemo wake. Munhu iyeyo ngaabviswe murudzi rwake zvachose. Ndiye akazviparira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 nokuti akaramba kuteerera Tenzi akatyora mutemo wake. Munhu iyeyo ngaabviswe murudzi rwake zvachose. Ndiye akazviparira.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Nokuti akazvidza shoko raJehovha uye akaputsa mirayiro yake, munhu uyo anofanira kubviswa zvachose; mhosva yake inogara pamusoro pake.’ ” Viz kapitola |