Numeri 15:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Mupristi ngaaite mupiro wokuripira zvitadzo zvegungano rose ravaIsiraeri. Vacharegererwa nokuti vakazviita mukusaziva vakapirawo Tenzi mipiro yavo inopiswa nomoto nemupiro wokuzvichenura kuzvitadzo vachiripa kukanganisa kwavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Muprista unofanira kuyananisira ʋuŋgano yose yaʋana ʋaIsraeri, ʋakaŋganwirwe; nokuti kwaiʋa kutadza, ʋakazoʋuya necipo caʋo pamberi paJehova, ciri cipiriso cinoitirwa Jehova pamŋoto, necipiriso ceɀiʋi pamsoro pokutadza kwaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Mupristi anofanira kuyananisira ungano yose yavana vaIsiraeri, vakanganwirwe; nokuti kwaiva kutadza, vakazouya nechipo chavo pamberi paJehovha, chiri chipiriso chinoitirwa Jehovha pamoto, nechipiriso chezvivi pamusoro pokutadza kwavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Mupristi ngaaite mupiro wokuripira zvitadzo zvegungano rose ravaIsiraeri. Vacharegererwa nokuti vakazviita mukusaziva vakapirawo Tenzi mipiro yavo inopiswa nomoto nemupiro wokuzvichenura kuzvitadzo vachiripa kukanganisa kwavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Mupristi ngaaite mupiro wokuripira zvitadzo zvegungano rose ravaIsiraeri. Vacharegererwa nokuti vakazviita mukusaziva vakapirawo Tenzi mipiro yavo inopiswa nomoto nemupiro wokuzvichenura kuzvitadzo vachiripa kukanganisa kwavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Muprista anofanira kuyananisira ungano yose yavaIsraeri, uye vachakanganwirwa, nokuti zvakanga zvisina kuitwa nobwoni, uye, nokuda kwokukanganisa kwavo, vakavigira Jehovha chipiriso chinopiswa uye nechipiriso chechivi. Viz kapitola |