Numeri 14:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Tenzi akati, “Ndavaregerera sokukumbira kwako. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ipapo Jehova akati: Ndakaŋganwira seɀawakumbira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Ipapo Jehovha akati, “Ndakanganwira sezvawakumbira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Tenzi akati, “Ndavaregerera sokukumbira kwako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Tenzi akati, “Ndavaregerera sokukumbira kwako. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Jehovha akapindura akati, “Ndavaregerera sezvawakumbira iwe. Viz kapitola |