Online Bible

- Reklamy -

Numeri 11:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Tinorangarira hove dzamahara dzataidya kuIjipiti, namagaka namanwiwa namarikisi nehanyanisi negariki.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Tinoraŋgarira hoʋe dzataidya Egipita, tisiŋgateŋgi, namakake, namaŋwiwa, nerikisi, nehanyanisi, negariki.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Tinorangarira hove dzataidya Ijipiti, tisingatengi, namakeke, namanwiwa, nerikisi, nehanyanisi, negariki.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Tinorangarira hove dzamahara dzataidya kuIjipiti, namagaka namanwiwa namarikisi nehanyanisi negariki.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Tinorangarira hove dzamahara dzataidya kuIjipiti, namagaka namanwiwa namarikisi nehanyanisi negariki.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Tinorangarira hove dzataidya muIjipiti tisingatengi; magaka, manwiwa, hanyanisi huru, hanyanisi diki nemhiripiri.

Viz kapitola kopírovat

Numeri 11:5

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy