Numeri 10:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Vanhu vomureza wedzinza rokwaEfuremu, vaiteverawo vari mumapoka avo. Vaitungamirirwa naErishama mwanakomana waAmihudhi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀino mureza weɓoka raʋana ʋaEfraimi wakasimuka namapoka aʋo; ɓoka rake rakaŋga ricirairwa naErishama, mŋanakomana waAmihudi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Zvino mureza weboka ravana vaEfuremu wakasimuka namapoka avo; boka rake rakanga richirairwa naErishama, mwanakomana waAmihudhi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Vanhu vomureza wedzinza rokwaEfuremu, vaiteverawo vari mumapoka avo. Vaitungamirirwa naErishama mwanakomana waAmihudhi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Vanhu vomureza wedzinza rokwaEfuremu, vaiteverawo vari mumapoka avo. Vaitungamirirwa naErishama mwanakomana waAmihudhi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Mapoka omusasa waEfuremu akatevera; vari pasi pomureza wavo. Erishama mwanakomana waAmihudhi akanga achivatungamirira. Viz kapitola |