Numeri 1:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Vakaverengwa mudzinza raIsakari vose vaisvika makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvina namazana mana avanhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaIsakari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi mashanu namazana manna. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaIsakari, vakasvika zviuru zvina makumi mashanu namazana mana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Vakaverengwa mudzinza raIsakari vose vaisvika makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvina namazana mana avanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Vakaverengwa mudzinza raIsakari vose vaisvika makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvina namazana mana avanhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Vakaverengwa kubva kurudzi rwaIsakari vaisvika zviuru makumi mashanu nezvina, namazana mana. Viz kapitola |