Nehemia 9:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Makaona nhamo yakaona madzibaba edu muIjipiti mukanzwa kuchema kwavo paGungwa Dzvuku. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Mukaʋona kutambudzika kwamadziɓaɓa eɗu paEgipita, mukanzwa kucema kwaʋo paGuŋgwa Dɀuku; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Mukaona kutambudzika kwamadzibaba edu paIjipiti, mukanzwa kuchema kwavo paGungwa Dzvuku; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Makaona nhamo yakaona madzibaba edu muIjipiti mukanzwa kuchema kwavo paGungwa Dzvuku. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 “Makaona nhamo yakaona madzibaba edu muIjipiti mukanzwa kuchema kwavo paGungwa Dzvuku. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 “Makaona kutambudzika kwamadzitateguru edu muIjipiti; mukanzwa kuchema kwavo paGungwa dzvuku. Viz kapitola |