Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 9:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 Kunyange pavainge vari muumambo hwavo havana kukushandirai, vari mune zvakanaka kwazvo zvamaivapa, muzidhandanda renyika yakapfuma yamakatovaisira zvenyu pamberi pavo kupa; asi zvokusiyana nemabasa avo akaipa, havana.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

35 Nokuti haʋana‐kukushumirai paʋushe bgaʋo, ʋuye nokuɗa kwoʋunyoro bgenyu ʋukuru bgamakaʋaitira, napanyika huru inefuma yamakaʋapa; haʋana‐kurega maɓasa aʋo akaipa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

35 Nokuti havana kukushumirai paushe hwavo, uye nokuda kwounyoro hwenyu hukuru hwamakavaitira, napanyika huru ine pfuma yamakavapa; havana kurega mabasa avo akaipa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 Kunyange pavainge vari muumambo hwavo havana kukushandirai, vari mune zvakanaka kwazvo zvamaivapa, muzidhandanda renyika yakapfuma yamakatovaisira zvenyu pamberi pavo kupa; asi zvokusiyana nemabasa avo akaipa, havana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

35 Kunyange pavainge vari muumambo hwavo havana kukushandirai, vari mune zvakanaka kwazvo zvamaivapa, muzidhandanda renyika yakapfuma yamakatovaisira zvenyu pamberi pavo kupa; asi zvokusiyana nemabasa avo akaipa, havana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

35 Kunyange pavakanga vachibata ushe hwavo, vachifarira kunaka kwenyu kukuru kwavari munyika yamakavapa, munyika yakakura uye ine ivhu rakanaka, havana kukushumirai kana kusiya nzira dzavo dzakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 9:35

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy