Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 9:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Vakakurira maguta etsvingo nenyika yakapfuma. Vakatora kuita zvavo dzimba dzizere nezvinhu zvose zvakanaka namatsime akaitwa zvokuchenwa padombo neminda yamagirepisi nemindawo yemiorivhi nemiti yemichero yakawanda kuita machiri. Zvokudya vakadya, zvakawanda chaizvo vakanyatsoguta zvokuita miviri chaiyo Vakaita mutambaratede vagere zvavo mune zvakanaka kwazvo zvamunovapa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Ʋakakunda maguta akakombga, nenyika inefuma, ʋakatora dzimba dzakaŋga dzizere neɀose ɀakanaka, ɀaiti: Matsime akacerwa, neminda yemizambiriŋga neminda yemiorivi, nemiti yakawanda inoɓereka micero; naiɀoɀo ʋakadya, ʋakaguta, ʋakakora, ʋakaɀifarira nokuɗa kwoʋunyoro bgenyu ʋukuru.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Vakakunda maguta akakombwa, nenyika ine pfuma, vakatora dzimba dzakanga dzizere nezvose zvakanaka, zvaiti: matsime akacherwa, neminda yemidzambiringa neminda yemiorivhi, nemiti yakawanda inobereka michero; naizvozvo vakadya, vakaguta, vakakora, vakazvifarira nokuda kwounyoro hwenyu ukuru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Vakakurira maguta etsvingo nenyika yakapfuma. Vakatora kuita zvavo dzimba dzizere nezvinhu zvose zvakanaka namatsime akaitwa zvokuchenwa padombo neminda yamagirepisi nemindawo yemiorivhi nemiti yemichero yakawanda kuita machiri. Zvokudya vakadya, zvakawanda chaizvo vakanyatsoguta zvokuita miviri chaiyo Vakaita mutambaratede vagere zvavo mune zvakanaka kwazvo zvamunovapa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Vakapamba maguta akakombwa nenyika ine ivhu rakanaka, vakatora dzimba dzakanga dzakazara nemhando dzose dzezvinhu zvakanaka, matsime akacherwa kare, minda yemizambiringa, minda yemiorivhi nemiti yemichero yakawanda. Vakadya vakaguta vakava vakagwinya kwazvo; vakafara muukuru hwokunaka kwenyu.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 9:25

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy