Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 9:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Kwamakore makumi mana makavariritira murenje. Hapana chavaishaya. Hanzu dzavo hadzina kusakara. Makumbo avo haana kuzvimba.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Makaʋararamisa makore makumi manna murenje, ʋakasashaiwa cinhu; ŋguʋo dzaʋo hadzina‐kusakara, ʋuye tsoka dzaʋo hadzina‐kuɀimba.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 “Makavararamisa makore makumi mana murenje, vakasashaiwa chinhu; nguo dzavo hadzina kusakara, uye tsoka dzavo hadzina kuzvimba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Kwamakore makumi mana makavariritira murenje. Hapana chavaishaya. Hanzu dzavo hadzina kusakara. Makumbo avo haana kuzvimba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Kwamakore makumi mana makavariritira murenje. Hapana chavaishaya. Hanzu dzavo hadzina kusakara. Makumbo avo haana kuzvimba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Makavararamisa kwamakore makumi mana mugwenga; havana chavakashayiwa, nguo dzavo hadzina kubvaruka uye makumbo avo haana kuzvimba.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 9:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy