Nehemia 9:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Kunyange pavakazviumbira chimhuru choutare hwokunyungurusa Vakati, ‘Uyu ndiye Mwari wenyu Akakuburitsai kuIjipiti.’ Vakakushonhai zvikuru. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Kunyaŋge paŋguʋa yaʋakaɀiitira mhuru yakaʋumbga, ʋaciti: Ndiye Mŋari wenyu wakakuɓuɗisai paEgipita, ʋakakutsamŋisai kwaɀo, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Kunyange panguva yavakazviitira mhuru yakaumbwa, vachiti, ‘Ndiye Mwari wenyu akakubudisai paIjipiti,’ vakakutsamwisai kwazvo, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Kunyange pavakazviumbira chimhuru choutare hwokunyungurusa Vakati, ‘Uyu ndiye Mwari wenyu Akakuburitsai kuIjipiti.’ Vakakushonhai zvikuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Kunyange pavakazviumbira chimhuru choutare hwokunyungurusa Vakati, ‘Uyu ndiye Mwari wenyu Akakuburitsai kuIjipiti.’ Vakakushonhai zvikuru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 kunyange zvavo vakazviitira chifananidzo chemhuru vachiti, ‘Uyu ndiye mwari wenyu, akakubudisai kubva muIjipiti,’ kana pavakamhura zvinonyangadza kwazvo. Viz kapitola |