Nehemia 9:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 “Panzara yavo makavapa chingwa chokudya Kupodza nyota yavo, makavapfachurira mvura ichibva padombo. Makavati vapinde kundotora nyika iya, nyika yamakatsidzira kuvapa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 mukaʋapa ciŋgwa cakabva kuɗeŋga kuʋagutisa panzara yaʋo, mukaʋaɓuɗisira mvura pabge kupedza nyota yaʋo, mukaʋaraira kuti ʋapinde munyika kuiita yaʋo, iyo yamakaŋga maʋapikira kuʋapa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 mukavapa chingwa chakabva kudenga kuvagutisa panzara yavo, mukavabudisira mvura pabwe kupedza nyota yavo, mukavaraira kuti vapinde munyika kuiita yavo, iyo yamakanga mavapikira kuvapa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 “Panzara yavo makavapa chingwa chokudya Kupodza nyota yavo, makavapfachurira mvura ichibva padombo. Makavati vapinde kundotora nyika iya, nyika yamakatsidzira kuvapa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 “Panzara yavo makavapa chingwa chokudya Kupodza nyota yavo, makavapfachurira mvura ichibva padombo. Makavati vapinde kundotora nyika iya, nyika yamakatsidzira kuvapa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Vari pakati penzara makavapa chingwa chaibva kudenga, uye pavakanzwa nyota makavapa mvura yakabva padombo; makavaudza kuti vapinde kundotora nyika yamakanga mapika noruoko rwakasimudzwa kuti muvape. Viz kapitola |