Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 8:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Kwouya Jeshua naBhani naSherebhiya naJamini naAkubhu naShabhetai naHodhiya naMaaseya naKerita naAzariya naJozabhadhi naHanani naPeraya vokwaRevhi, vakatsanangurira vanhu mutemo iwoyo. Vanhu vakaramba vamire munzvimbo dzavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Jeshua, naBani, naSherebia, naJamini, naAkubi, naShabetai, naHodia, naMaaseya, naKerita, naAzaria, naJozabadi, naHanani, naPeraya, naʋaRevi ʋakaɗudzira ʋanhu mirairo; ʋanhu ʋakaramba ʋamire panɀimbo yaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Jeshua, naBhani, naSherebhia, naJamini, naAkubhi, naShabhetai, naHodhia, naMaaseya, naKerita, naAzaria, naJozabhadhi, naHanani, naPeraya, navaRevhi vakadudzira vanhu mirairo; vanhu vakaramba vamire panzvimbo yavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Kwouya Jeshua naBhani naSherebhiya naJamini naAkubhu naShabhetai naHodhiya naMaaseya naKerita naAzariya naJozabhadhi naHanani naPeraya vokwaRevhi, vakatsanangurira vanhu mutemo iwoyo. Vanhu vakaramba vamire munzvimbo dzavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Kwouya Jeshua naBhani naSherebhiya naJamini naAkubhu naShabhetai naHodhiya naMaaseya naKerita naAzariya naJozabhadhi naHanani naPeraya vokwaRevhi, vakatsanangurira vanhu mutemo iwoyo. Vanhu vakaramba vamire munzvimbo dzavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 VaRevhi vaiti: Jeshua, Bhani, Sherebhia, Jamini, Akubhi, Shabhetai, Hodhia, Maaseya, Kerita, Azaria, Jozabhadhi, Hanani naPeraya vakadzidzisa vanhu Murayiro vanhu vamire ipapo.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 8:7

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy