Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 8:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 uye vanofanira kutaurira vanhu nokuzivisa mumaguta avo ose nomuJerusaremu kuti, “Endai muzvikomo muuye namasanzu emiorivhi neemiorivhi yomusango neomumirite neemurara neemimwewo miti ine mashizha mazhinji okugadzirisa matumba sokunyorwa kwazvakaitwa.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 ʋuye kuti ʋanofanira kuziʋisa nokuparidza shoko iro pamaguta aʋo ose, napaJerusarema, ʋaciti: Ƃuɗirai kugomo, mundotora mataʋi emiorivi, namataʋi emiorivi yomusaŋgo, namataʋi emimirte, namataʋi emicindwe, namataʋi emiti mikobvu, kuti muite matumba seɀakanyorwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 uye kuti vanofanira kuzivisa nokuparidza shoko iro pamaguta avo ose, napaJerusaremu, vachiti, “Budirai kugomo, mundotora matavi emiorivhi, namatavi emiorivhi yomusango, namatavi emimirite, namatavi emichindwe, namatavi emiti mikobvu, kuti muite matumba sezvakanyorwa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 uye vanofanira kutaurira vanhu nokuzivisa mumaguta avo ose nomuJerusaremu kuti, “Endai muzvikomo muuye namasanzu emiorivhi neemiorivhi yomusango neomumirite neemurara neemimwewo miti ine mashizha mazhinji okugadzirisa matumba sokunyorwa kwazvakaitwa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Uye kuti vaifanira kuparidza shoko iri nokuriparadzira mumaguta avo ose nomuJerusarema vachiti: “Endai munyika yezvikomo muuye namapazi omuorivhi nemiti yemiorivhi yomusango, neomukonachando, nemichindwe nemiti yemimvuri, kuti muite matumba sezvazvakanyorwa.”

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 8:15

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy