Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 8:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Vakawana mumutemo wakapiwa naTenzi nokuna Mosesi uya makanyorwa kuti: Vanhu veIsiraeri vanofanira kugara mumatumba panguva yemazuva makuru omumwedzi wechinomwe,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ʋakawana pakanyorwa mumurairo, kuti Jehova wakaraira Mosesi, kuti ʋana ʋaIsraeri ʋanofanira kugara pamatumba pamutambo womŋedzi wecinomŋe;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Vakawana pakanyorwa mumurayiro, kuti Jehovha akaraira Mosesi, kuti vana vaIsiraeri vanofanira kugara pamatumba pamutambo womwedzi wechinomwe;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Vakawana mumutemo wakapiwa naTenzi nokuna Mosesi uya makanyorwa kuti: Vanhu veIsiraeri vanofanira kugara mumatumba panguva yemazuva makuru omumwedzi wechinomwe,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Vakawana mumutemo wakapiwa naTenzi nokuna Mosesi uya makanyorwa kuti: Vanhu veIsiraeri vanofanira kugara mumatumba panguva yemazuva makuru omumwedzi wechinomwe,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Vakawana zvakanga zvakanyorwa muMurayiro, zvakanga zvarayirwa naJehovha kubudikidza naMozisi, zvokuti vaIsraeri vaizogara mumatumba panguva dzomutambo womwedzi wechinomwe.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 8:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy