Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 8:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Saizvozvo vaRevhi vakanyaradza vanhu vose vachiti, “Nyararai zvenyu nokuti zuva ranhasi izuva rinoera, zvokusuruvara, chiregai.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Naiɀoɀo ʋaRevi ʋakanyaradza ʋanhu ʋose, ʋaciti: Nyararai henyu, nokuti izuʋa dɀene; musaʋa neshuŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Naizvozvo vaRevhi vakanyaradza vanhu vose, vachiti, “Nyararai henyu, nokuti izuva dzvene; musava neshungu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Saizvozvo vaRevhi vakanyaradza vanhu vose vachiti, “Nyararai zvenyu nokuti zuva ranhasi izuva rinoera, zvokusuruvara, chiregai.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Saizvozvo vaRevhi vakanyaradza vanhu vose vachiti, “Nyararai zvenyu nokuti zuva ranhasi izuva rinoera, zvokusuruvara, chiregai.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 VaRevhi vakanyaradza vanhu vose vakati, “Nyararai, nokuti iri izuva dzvene. Musazvidya mwoyo.”

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 8:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy