Nehemia 7:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Vakauya naZerubhabhero naJeshua naNehemiya naAzariya naRaamiya naNahamani naModhekai naBhirishani naMisipereti naBhigivhai naNehumu naBhaana. Uhu ndihwo huwandi hwavarume vokwaIsiraeri: Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Iʋo ʋakaʋuya naZerubaberi, naJeshua, naNehemia, naAzaria, naRaamia, naNahamani, naMordekai, naBirshani, naMispereti, naBigvai, naNehumi, naBaana. Kuwanda kwaʋarume ʋaʋanhu ʋaIsraeri ndiko: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Ivo vakauya naZerubhabheri, naJeshua, naNehemiya, naAzaria, naRaamia, naNahamani, naModhekai, naBhirishani, naMisipereti, naBhigivhadhi, naNehumi, naBhaana. Kuwanda kwavarume vavanhu vaIsiraeri ndiko: Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Vakauya naZerubhabhero naJeshua naNehemiya naAzariya naRaamiya naNahamani naModhekai naBhirishani naMisipereti naBhigivhai naNehumu naBhaana. Uhu ndihwo huwandi hwavarume vokwaIsiraeri: Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Vakauya naZerubhabhero naJeshua naNehemiya naAzariya naRaamiya naNahamani naModhekai naBhirishani naMisipereti naBhigivhai naNehumu naBhaana. Uhu ndihwo huwandi hwavarume vokwaIsiraeri: Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 vari pamwe chete naZerubhabheri, Jeshua, Nehemia, Azaria, naRaamia, Nahamani, Modhekai, Bhirishani, Misipereti, Bhigivhai, Nehumi naBhaana): Mazita avarume veIsraeri: Viz kapitola |