Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 7:66 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

66 Gungano racho rose pamwechete rakanga riina vanhu zviuru makumi mana ane zviviri zvine mazana matatu ana makumi matanhatu avanhu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

66 Ʋuŋgano yose yakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna neɀiʋiri namazana matatu namakumi matanhatu,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

66 Ungano yose yakasvika zviuru zvina makumi mana nezviviri namazana matatu namakumi matanhatu,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

66 Gungano racho rose pamwechete rakanga riina vanhu zviuru makumi mana ane zviviri zvine mazana matatu ana makumi matanhatu avanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

66 Gungano racho rose pamwechete rakanga riina vanhu zviuru makumi mana ane zviviri zvine mazana matatu ana makumi matanhatu avanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

66 Ungano yose yaiva navanhu zviuru makumi mana navaviri ane mazana matatu namakumi matanhatu,

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 7:66

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy