Nehemia 7:62 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika62 Vakanga vari vanakomana vaava vanoti: Deraya naTobhiya naNekodha. Ivava ava vaiva vari mazana matanhatu ane makumi mana navaviri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)62 Ʋana ʋaDeraya, naʋana ʋaTobia, naʋana ʋaNekoda, mazana matanhatu namakumi manna naʋaʋiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200262 Vana vaDheraya, navana vaTobhia, navana vaNekodha, mazana matanhatu namakumi mana navaviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika62 Vakanga vari vanakomana vaava vanoti: Deraya naTobhiya naNekodha. Ivava ava vaiva vari mazana matanhatu ane makumi mana navaviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona62 Vakanga vari vanakomana vaava vanoti: Deraya naTobhiya naNekodha. Ivava ava vaiva vari mazana matanhatu ane makumi mana navaviri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi62 zvizvarwa zvaDheraya, zvaTobhia nezvaNekodha zvaiva mazana matanhatu namakumi mana navaviri. Viz kapitola |