Nehemia 7:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 VaRevhi: vana vokwaJeshua vakomana vemba yokwaKadhimieri vari vokwaHodhevha vaiva makumi manomwe ana vana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 ƲaRevi ʋakaŋga ʋari: Ʋana ʋaJeshua weKadmieri, waʋana ʋaHodeva, makumi manomŋe naʋanna. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200243 VaRevhi vakanga vari, vana vaJeshua weKadhimieri, wavana vaHodhevha, makumi manomwe navana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 VaRevhi: vana vokwaJeshua vakomana vemba yokwaKadhimieri vari vokwaHodhevha vaiva makumi manomwe ana vana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona43 VaRevhi: vana vokwaJeshua vakomana vemba yokwaKadhimieri vari vokwaHodhevha vaiva makumi manomwe ana vana. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 VaRevhi: zvizvarwa zvaJeshua (kubudikidza naKadhimieri nokumhuri yaHodhavhia), vaiva makumi manomwe navana. Viz kapitola |