Nehemia 7:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 vokune imwe Eramu chiuru china mazana maviri ane makumi mashanu navana Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ʋana ʋaErami wecipiri, curu cimŋe namazana maʋiri namakumi mashanu naʋanna. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Vana vaErami wechipiri, chiuru chimwe namazana maviri namakumi mashanu navana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 vokune imwe Eramu chiuru china mazana maviri ane makumi mashanu navana Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 vokune imwe Eramu chiuru china mazana maviri ane makumi mashanu navana Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 vokune rimwe Eramu, chiuru mazana maviri namakumi mashanu navana; Viz kapitola |