Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 6:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Mairi makanga makanyorwa kunzi “Pane runyerekupe ruri kufamba muvanhu kana Geshemu ari kuzvitaurawo kuti iwe nevaJudha munoda kupanduka, ndokusaka muri kuvaka rusvingo. Zvinonzi norunyerekupe irworwo, iwe unoda kuva mambo wavo. Uyewo wakatosarudza vaporofita.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 imomo makaŋga makanyorwa, muciti: Ɀinonzi pakati pendudzi, naGashmu unoɗaro ʋo, kuti iwe naʋaJuda munoɗa kumukira mambo; nemhaka iyo iwe unoʋaka ruȿiŋgo urwo, newe unoɗa kuʋa mambo waʋo, ndiwo mashoko aʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 imomo makanga makanyorwa, muchiti, “Zvinonzi pakati pendudzi, naGeshemu unodarowo, kuti iwe navaJudha munoda kumukira mambo; nemhaka iyo iwe unovaka rusvingo urwo, newe unoda kuva mambo wavo, ndiwo mashoko avo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Mairi makanga makanyorwa kunzi “Pane runyerekupe ruri kufamba muvanhu kana Geshemu ari kuzvitaurawo kuti iwe nevaJudha munoda kupanduka, ndokusaka muri kuvaka rusvingo. Zvinonzi norunyerekupe irworwo, iwe unoda kuva mambo wavo. Uyewo wakatosarudza vaporofita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Yakanga yakanyorwa zvinoti: “Pakati pamarudzi zvinotaurwa kuti, uye Geshemu anotiwo ichokwadi, iwe navaJudha muri kurangana kumukira mambo, ndokusaka muri kuvaka rusvingo. Pamusoro pezvo, iwe wava kuda kuva mambo wavo sokutaurwa kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 6:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy