Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 6:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Nenzira imwecheteyo Sanibharati akanditumira kechishanu muranda wake netsamba muruoko yakanga yakazaruka.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ipapo Sanbarati wakatuma ɀe muranda wake kwandiri saiɀoɀo rwecishanu, akaɓata ŋwadi yakazaruka muruʋoko rwake;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Ipapo Sanibharati wakatumazve muranda wake kwandiri saizvozvo rwechishanu, akabata n’wadhi yakazaruka muruoko rwake;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Nenzira imwecheteyo Sanibharati akanditumira kechishanu muranda wake netsamba muruoko yakanga yakazaruka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Nenzira imwecheteyo Sanibharati akanditumira kechishanu muranda wake netsamba muruoko yakanga yakazaruka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Zvino, Sanibharati akatumazve muranda wake kwandiri kechishanu, neshoko rimwe chetero netsamba mumaoko ake yakanga isina kunamwa.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 6:5

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy