Nehemia 6:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vaiita huyakwose yokuti ndiripo kudai vainditaurira zvakanaka zvaainge aita vachindomuudzawo zvandainge ndareva. Tobhiya akanditumirawo matsamba okuti nditye. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ʋakarumbidza ʋo maɓasa ake akanaka pamberi paŋgu, nokumuʋudza mashoko aŋgu. Tobia akatuma ŋwadi dzokundityisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Vakarumbidzawo mabasa ake akanaka pamberi pangu, nokumuudza mashoko angu. Tobhia akatuma n’wadhi dzokundityisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vaiita huyakwose yokuti ndiripo kudai vainditaurira zvakanaka zvaainge aita vachindomuudzawo zvandainge ndareva. Tobhiya akanditumirawo matsamba okuti nditye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Vaiita huyakwose yokuti ndiripo kudai vainditaurira zvakanaka zvaainge aita vachindomuudzawo zvandainge ndareva. Tobhiya akanditumirawo matsamba okuti nditye. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Pamusoro paizvozvo, vairamba vachingondiudza mabasa ake akanaka uye ivo vachizomuudzawo zvandinenge ndataura. Uye Tobhia akatumira matsamba okundivhundutsira. Viz kapitola |