Nehemia 6:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 nokuti vazhinji maJudha imomo vakanga vakabatana naye nemhiko pamusana pokuti iye aiva mukuwasha waShekaniya mwanakomana wokwaAra. Mwanakomana wake Jehohanani akanga aroorawo mukadzi wake aiva mwanasikana waMeshuramu mwanakomana waBherekiya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Nokuti ʋazhinji ʋaiʋa’po paJuda ʋakaŋga ʋapika kwaari, nokuti waiʋa mukwambo waShekania mŋanakomana waAra; mŋanakomana wake Jehohanani wakaŋga awana mukunda waMeshurami mŋanakomana waBerekia. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Nokuti vazhinji vaivapo paJudha vakanga vapika kwaari, nokuti waiva mukwambo waShekania mwanakomana waAra; mwanakomana wake Jehohanani akanga awana mukunda waMeshurami mwanakomana waBherekia. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 nokuti vazhinji maJudha imomo vakanga vakabatana naye nemhiko pamusana pokuti iye aiva mukuwasha waShekaniya mwanakomana wokwaAra. Mwanakomana wake Jehohanani akanga aroorawo mukadzi wake aiva mwanasikana waMeshuramu mwanakomana waBherekiya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 nokuti vazhinji maJudha imomo vakanga vakabatana naye nemhiko pamusana pokuti iye aiva mukuwasha waShekaniya mwanakomana wokwaAra. Mwanakomana wake Jehohanani akanga aroorawo mukadzi wake aiva mwanasikana waMeshuramu mwanakomana waBherekiya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Nokuti vazhinji muJudha vakanga vaita mhiko pasi pake, sezvo akanga ari mukuwasha kuna Shekania mwanakomana waAra, uye mwanakomana wake Jehohanani akanga akawana mwanasikana waMeshurami mwanakomana waBherekia. Viz kapitola |