Nehemia 6:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Pamazuva iwayo pakavawo nokunyorerana matsamba mazhinji. Vekumba huru kwaJudha vakanyorera Tobhiya, iye Tobhiya achivanyorerawo Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ʋuye, namazuʋa iwayo ʋakuru ʋaʋaJuda ʋakatuma ʋo ŋwadi zhinji kunaTobia, ʋuye ŋwadi dzaTobia dzakaȿika ʋo kwaʋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Uye, namazuva iwayo vakuru vavaJudha vakatumawo n’wadhi zhinji kuna Tobhia, uye n’wadhi dzaTobhia dzakasvikawo kwavari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Pamazuva iwayo pakavawo nokunyorerana matsamba mazhinji. Vekumba huru kwaJudha vakanyorera Tobhiya, iye Tobhiya achivanyorerawo Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Pamazuva iwayo pakavawo nokunyorerana matsamba mazhinji. Vekumba huru kwaJudha vakanyorera Tobhiya, iye Tobhiya achivanyorerawo Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Uyezve, mumazuva iwayo vakuru veJudha vaitumira matsamba akawanda kuna Tobhia, uye mhinduro dzaibva kuna Tobhia dzairamba dzichiuya kwavari. Viz kapitola |