Nehemia 6:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Vavengi vedu vose pavakazvinzwa marudzi ose omunharaunda yedu, akatya, akaona kuti zvokutiwo tinzi vanhu hapasisina chaizvo, nokuti vakanga vaonawo kuti basa irori rakanga raitwa norubatsiro rwaMwari wedu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ɀino ʋaʋeŋgi ʋeɗu ʋose ʋakati ʋaciɀinzwa, ʋahedeni ʋose ʋakaŋga ʋakatipoteredza ʋakatya, ʋakaʋora mŋoyo; nokuti ʋakaziʋa kuti ɓasa iri rakaitwa naMŋari weɗu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Zvino vavengi vedu vose vakati vachizvinzwa, vahedheni vose vakanga vakatipotoredza vakatya, vakaora mwoyo; nokuti vakaziva kuti basa iri rakaitwa naMwari wedu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Vavengi vedu vose pavakazvinzwa marudzi ose omunharaunda yedu, akatya, akaona kuti zvokutiwo tinzi vanhu hapasisina chaizvo, nokuti vakanga vaonawo kuti basa irori rakanga raitwa norubatsiro rwaMwari wedu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Vavengi vedu vose pavakazvinzwa marudzi ose omunharaunda yedu, akatya, akaona kuti zvokutiwo tinzi vanhu hapasisina chaizvo, nokuti vakanga vaonawo kuti basa irori rakanga raitwa norubatsiro rwaMwari wedu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Vavengi vedu vose vakati vanzwa izvi, marudzi ose akatipoteredza akatya uye vakaora mwoyo, nokuti vakaona kuti basa iri rakanga raitwa norubatsiro rwaMwari wedu. Viz kapitola |