Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 6:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Saizvozvo rusvingo rwakapera kuvakwa mumazuva anoita makumi mashanu namaviri, pazuva ramakumi maviri nechishanu remwedzi waEruru.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Naiɀoɀo ruȿiŋgo rwakapera pazuʋa ramakumi maʋiri namashanu romŋedzi weEruri, taʋaka mazuʋa anamakumi mashanu namaʋiri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Naizvozvo rusvingo rwakapera pazuva ramakumi maviri namashanu romwedzi weEruri, tavaka mazuva ana makumi mashanu namaviri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Saizvozvo rusvingo rwakapera kuvakwa mumazuva anoita makumi mashanu namaviri, pazuva ramakumi maviri nechishanu remwedzi waEruru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Saizvozvo rusvingo rwakapera kuvakwa mumazuva anoita makumi mashanu namaviri, pazuva ramakumi maviri nechishanu remwedzi waEruru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Naizvozvo rusvingo rwakapera nezuva ramakumi maviri namashanu romwedzi waEruri, mumazuva makumi mashanu namaviri.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 6:15

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy