Nehemia 6:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 “Mwari wangu rangarirai Tobhiya naSanibharati nezvinhu zvavakaita izvi murangarirewo mukadzi uyu muporofita Noadiya navamwe vaporifita vose vanoda kundipa mweya wokutya.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Raŋgarirai henyu, Mŋari waŋgu, maɓasa awa aTobia naSanbarati, naNoadia muprofitakadzi, naʋamŋe ʋaprofita, ʋakaidza kundityisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Rangarirai henyu, Mwari wangu, mabasa awa aTobhia naSanibharati, naNowadhia muporofitakadzi, navamwe vaporofita, vakaidza kundityisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 “Mwari wangu rangarirai Tobhiya naSanibharati nezvinhu zvavakaita izvi murangarirewo mukadzi uyu muporofita Noadiya navamwe vaporifita vose vanoda kundipa mweya wokutya.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 “Mwari wangu rangarirai Tobhiya naSanibharati nezvinhu zvavakaita izvi murangarirewo mukadzi uyu muporofita Noadiya navamwe vaporifita vose vanoda kundipa mweya wokutya.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Haiwa Mwari wangu, rangarirai henyu Tobhia naSanibharati, nokuda kwezvavaita; rangariraiwo muprofitakadzi Noadhia uye noruzhinji rwavaprofita avo vanga vachiedza kundivhundutsira. Viz kapitola |