Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 6:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Ndozvavakamutengera izvozvo kuti ini nditye, ndiite saizvozvo, ndiparamure chitadzo, vagondipa zita rakaipa vachindifumura.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Wakaŋga afufurwa nemhaka iyo, kuti nditye, ndiite saiɀoɀo, nditadze, kuti ʋawane caʋaŋgandicera naco, ʋagondishoʋora.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Akanga afufurwa nemhaka iyo, kuti nditye, ndiite saizvozvo, nditadze, kuti vawane chavangandichera nacho, vagondishora.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Ndozvavakamutengera izvozvo kuti ini nditye, ndiite saizvozvo, ndiparamure chitadzo, vagondipa zita rakaipa vachindifumura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Ndozvavakamutengera izvozvo kuti ini nditye, ndiite saizvozvo, ndiparamure chitadzo, vagondipa zita rakaipa vachindifumura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Akanga atengwa kuti azondivhundutsira kuitira kuti ndiite chivi nokuita izvi, uye ipapo vagondipa zita rakaipa kuti vandisvibise.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 6:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy