Nehemia 6:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ndakazvinzwisisa ndikaona kuti Mwari haana kunge amutuma, asi shoko raandiporofitira iri pamusana paTobhiya naSanibharati, vakanga vamutenga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ndikaʋona kwaɀo kuti Mŋari wakaŋga asina‐kumutuma; asi wakandiprofitera iɀoɀo, nokuti wakaŋga afufurwa naTobia naSanbarati. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Ndikaona kwazvo kuti Mwari akanga asina kumutuma; asi akandiporofitera izvozvo, nokuti akanga afufurwa naTobhia naSanibharati. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ndakazvinzwisisa ndikaona kuti Mwari haana kunge amutuma, asi shoko raandiporofitira iri pamusana paTobhiya naSanibharati, vakanga vamutenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Ndakazvinzwisisa ndikaona kuti Mwari haana kunge amutuma, asi shoko raandiporofitira iri pamusana paTobhiya naSanibharati, vakanga vamutenga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Ndakaona kuti Mwari akanga asina kumutuma asi kuti aiprofita zvakaipa pamusoro pangu nokuti akanga atengwa naTobhia naSanibharati. Viz kapitola |