Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 6:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Asi ini ndakati, “Murume akaita seni kudai, kutiza here chaizvo? Pangu pano ndingapindewo muTemberi nhai ndikatorarama? Handipindemo ini.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ini ndikati: Munhu wakaita seni uŋgatiza here? Ndianiko wakaita seni uŋgapinda mutembere, kuti aɀiraramise? Handiŋgapindi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Ini ndakati, “Munhu akaita seni ungatiza here? Ndianiko akaita seni angapinda mutemberi, kuti azviraramise? Handingapindi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Asi ini ndakati, “Murume akaita seni kudai, kutiza here chaizvo? Pangu pano ndingapindewo muTemberi nhai ndikatorarama? Handipindemo ini.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Asi ini ndakati, “Murume akaita seni kudai, kutiza here chaizvo? Pangu pano ndingapindewo muTemberi nhai ndikatorarama? Handipindemo ini.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Asi ini ndakati kwaari, “Murume akaita seni angatiza here? Uye munhu akaita seni angatizira mutemberi kuti aponese upenyu hwake here? Handidi kuenda ini!”

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 6:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy