Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 6:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Zvino pandakaenda kumba kwaShemaya mwanakomana waDheraya aberekwa naMehetabhieri akanga akapfigirwa akati, “Ngatisanganei mumba yaMwari mukati chaimo meTemberi tizarire magonhi eTemberi nokuti vari kuuya kuzokuuraya vari kuuya usiku kuzokuuraya.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ipapo ndakaenda kumba kwaShemaya mŋanakomana waDeraya, mŋanakomana waMehetaberi, wakaŋga aɀipfigira, iye akati: Ŋgatisoŋgane mumba maMŋari, mukati metembere, tipfige mikoʋa yetembere; nokuti ʋacaʋuya kuzokuʋuraya; ʋacaʋuya ʋusiku kuzokuʋuraya.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Ipapo ndakaenda kumba kwaShemaya mwanakomana waDheraya, mwanakomana waMehetabheri, akanga azvipfigira, iye akati, “Ngatisangane mumba maMwari, mukati metemberi, tipfige mikova yetemberi; nokuti vachauya kuzokuuraya; vachauya usiku kuzokuuraya.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Zvino pandakaenda kumba kwaShemaya mwanakomana waDheraya aberekwa naMehetabhieri akanga akapfigirwa akati, “Ngatisanganei mumba yaMwari mukati chaimo meTemberi tizarire magonhi eTemberi nokuti vari kuuya kuzokuuraya vari kuuya usiku kuzokuuraya.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Rimwe zuva ndakaenda kumba kwaShemaya mwanakomana waDheraya, mwanakomana waMehetabheri, uyo akanga azvipfigira mumba make, iye akati, “Ngatisangane mumba yaMwari mukati metemberi tigopfiga mikova yetemberi, nokuti kuna varume vari kuuya kuzokuuraya, panguva dzousiku vari kuuya kuzokuuraya.”

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 6:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy