Nehemia 5:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Ndakashatirwa kwazvo pandakanzwa kugunun'una kwavo pamwechete namazwi iwaya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ipapo ndakatsamŋa kwaɀo ndicinzwa kucema kwaʋo namashoko iwayo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Ipapo ndakatsamwa kwazvo ndichinzwa kuchema kwavo namashoko iwayo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Ndakashatirwa kwazvo pandakanzwa kugunun'una kwavo pamwechete namazwi iwaya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Ndakashatirwa kwazvo pandakanzwa kugunun'una kwavo pamwechete namazwi iwaya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Pandakanzwa kuchema kwavo kukuru nezvairehwa izvi, ndakatsamwa kwazvo. Viz kapitola |