Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 5:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Isu tiri vanhu veropa rimwechete nehama dzedu idzodzo. Vana vedu vanongovawo vana vavo. Asi tava kutomanikidzira vana vedu vakomana navasikana kutopinda muuranda. Vamwe vanasikana vedu vakatopinda muuranda. Asi isu chokuti tiite hapana nokuti minda yedu nemindawo yedu yemigirepisi yatova zvayo yevamwe.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Kunyaŋge ɀakaɗaro ɀino miʋiri yeɗu yakafanana nemiʋiri yehama dzeɗu, naʋana ʋeɗu ʋakafanana naʋana ʋaʋo; tarirai, tosuŋga ʋanakomana ʋeɗu naʋakunda ʋeɗu, ʋaʋe ʋaranda; ʋamŋe ʋakunda ʋeɗu ʋatosuŋgwa, isu hatinesimba rokuɀidziʋisa, nokuti minda yeɗu neminda yeɗu yemizambiriŋga yatoʋa yaʋamŋe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 “Kunyange zvakadaro zvino miviri yedu yakafanana nemiviri yehama dzedu, navana vedu vakafanana navana vavo; tarirai, tosunga vanakomana vedu navakunda vedu, vave varanda; vamwe vakunda vedu vatosungwa, isu hatine simba rokuzvidzivisa, nokuti minda yedu neminda yedu yemidzambiringa yatova yavamwe.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Isu tiri vanhu veropa rimwechete nehama dzedu idzodzo. Vana vedu vanongovawo vana vavo. Asi tava kutomanikidzira vana vedu vakomana navasikana kutopinda muuranda. Vamwe vanasikana vedu vakatopinda muuranda. Asi isu chokuti tiite hapana nokuti minda yedu nemindawo yedu yemigirepisi yatova zvayo yevamwe.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Kunyange tiri venyama imwe uye tiri veropa rimwe savanhu venyika yedu, uye kunyange vanakomana vedu vakangofanana nevavo, takaguma taisa vanakomana vedu navanasikana vedu kuutapwa. Vamwe vavanasikana vedu vakatotapwa kare, asi isu hatina simba, nokuti minda yedu neminda yemizambiringa yava yavamwe.”

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 5:5

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy