Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 5:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Chimwewo ndechokuti vaidya pamwechete neni pateburu yangu, vaiva varume zana namakumi mashanu vechiJudha namakurukota pamwechete navaiuya kwatiri vokumarudzi akanga akatipoteredza.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Ʋuye patafura yaŋgu pakaŋga panaʋaJuda naʋaɓati, ʋarume ʋanezana namakumi mashanu, aʋo ʋaiʋuya kwatiri ʋacibva kuʋahedeni ʋakaŋga ʋakatipoteredza ʋasiŋgaʋereŋgwi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Uye patafura yangu pakanga pana vaJudha navabati, varume vane zana namakumi mashanu, avo vaiuya kwatiri vachibva kuvahedheni vakanga vakatipoteredza vasingaverengwi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Chimwewo ndechokuti vaidya pamwechete neni pateburu yangu, vaiva varume zana namakumi mashanu vechiJudha namakurukota pamwechete navaiuya kwatiri vokumarudzi akanga akatipoteredza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Chimwewo ndechokuti vaidya pamwechete neni pateburu yangu, vaiva varume zana namakumi mashanu vechiJudha namakurukota pamwechete navaiuya kwatiri vokumarudzi akanga akatipoteredza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Pamusoro paizvozvo, vaJudha zana namakumi mashanu navabati, pamwe chete navaHeti vaibva kundudzi dzakatikomberedza, vaidya patafura yangu.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 5:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy