Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 5:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Chimwe ndechokuti kubvira panguva yandakasarudzwa kuva gavhuna wavo munyika yokwaJudha kubvira pagore rechimakumi amviri kusvikira pagore rechimakumi matatu nepiri rokutonga kwamambo Atakizesesi; kwamakore gumi namaviri iwayo ini nehama dzangu hatina kumbenge tichidya zvokudya zvainge zvichifanira kupiwa gavhuna.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ʋuye ɀe, kubva paŋguʋa yandakaitwa muɓati waʋo panyika yaJuda, kubva pagore ramakumi maʋiri kuȿikira pagore ramakumi matatu namaʋiri ramambo Artashasta, iwo makore anegumi namaʋiri, ini nehama dzaŋgu hatina‐kudya ɀokudya ɀomuɓati.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Uyezve, kubva panguva yandakaitwa mubati wavo panyika yaJudha, kubva pagore ramakumi maviri kusvikira pagore ramakumi matatu namaviri ramambo Aritashasita, iwo makore ane gumi namaviri, ini nehama dzangu hatina kudya zvokudya zvomubati.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Chimwe ndechokuti kubvira panguva yandakasarudzwa kuva gavhuna wavo munyika yokwaJudha kubvira pagore rechimakumi amviri kusvikira pagore rechimakumi matatu nepiri rokutonga kwamambo Atakizesesi; kwamakore gumi namaviri iwayo ini nehama dzangu hatina kumbenge tichidya zvokudya zvainge zvichifanira kupiwa gavhuna.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Pamusoro pezvo, kubva pagore ramakumi maviri raMambo Atazekisesi, pandakagadzwa somubati wavo munyika yaJudha, kusvikira pagore rake ramakore makumi matatu namaviri, makore gumi namaviri, ini nehama dzangu hatina kudya zvokudya zvaipiwa kumubati.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 5:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy