Nehemia 5:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ndakazunzawo hanzu yangu ndikati, “Mwari ngaazunze saizvozvi munhu wose anenge asina kuchengeta chitsidzo ichochi achimubvisa pamba pake nepane twake twose twaakashanda. Ngaazunzwe saizvozvo asare asisina nechinhu chose.” Dare rose rakati, “Ameni,” rikarumbidza Tenzi. Vanhu vakaita sezvavakanga vatsidza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ndikazuza ʋo ŋguʋo dzaŋgu, ndikati: Mŋari ŋgaazuze mumŋe nomumŋe usiŋgaiti iɀoɀo ɀakapikirwa abve paimba yake napaɓasa rake; ŋgaazuzwe nokuɗururwa saiɀoɀo. Ipapo ʋuŋgano yose yakati: Ameni! ʋakarumbidza Jehova. Ʋanhu ʋakaita iɀoɀo ɀakapikirwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Ndikazuzawo nguo dzangu, ndikati, “Mwari ngaazuze mumwe nomumwe asingaiti izvozvo zvakapikirwa abve paimba yake napabasa rake; ngaazuzwe nokudururwa saizvozvo.” Ipapo ungano yose yakati, “Ameni!” Vakarumbidza Jehovha. Vanhu vakaita izvozvo zvakapikirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ndakazunzawo hanzu yangu ndikati, “Mwari ngaazunze saizvozvi munhu wose anenge asina kuchengeta chitsidzo ichochi achimubvisa pamba pake nepane twake twose twaakashanda. Ngaazunzwe saizvozvo asare asisina nechinhu chose.” Dare rose rakati, “Ameni,” rikarumbidza Tenzi. Vanhu vakaita sezvavakanga vatsidza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Ndakazunzawo hanzu yangu ndikati, “Mwari ngaazunze saizvozvi munhu wose anenge asina kuchengeta chitsidzo ichochi achimubvisa pamba pake nepane twake twose twaakashanda. Ngaazunzwe saizvozvo asare asisina nechinhu chose.” Dare rose rakati, “Ameni,” rikarumbidza Tenzi. Vanhu vakaita sezvavakanga vatsidza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ndakazunzawo mikombero yenguo yangu ndikati, “Mwari ngaazunze saizvozvi kubva muimba yake nemidziyo yake, mumwe nomumwe asingachengeti vimbiso iyi. Naizvozvo, munhu akadai ngaazunzwe asare asina chinhu.” Ipapo ungano yose yakati, “Ameni,” uye vakarumbidza Jehovha. Uye vanhu vakaita sezvavakanga vavimbisa. Viz kapitola |