Nehemia 5:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ivo vakati, “Tichadzosera izvozvo pasina nechatichareva kwavari. Zvamareva ndozvatichaita.” Ndakadaidza vapristi ndichiitisa vatungamiri ivavo mhiko yokuti vaizoita sezvavakanga vatsidza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ipapo ʋakati: Ticaɀidzosa, hatiŋgareʋi cinhu kwaʋari; seɀamunotaura, ndiɀo ɀaticaita. Ɀino ndakaɗana ʋaprista, ndikaʋapikisa kuti ʋacaita iɀoɀo ɀakapikirwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Ipapo vakati, “Tichazvidzosa, hatingarevi chinhu kwavari; sezvamunotaura, ndizvo zvatichaita.” Zvino ndakadana vapristi, ndikavapikisa kuti vachaita izvozvo zvakapikirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ivo vakati, “Tichadzosera izvozvo pasina nechatichareva kwavari. Zvamareva ndozvatichaita.” Ndakadaidza vapristi ndichiitisa vatungamiri ivavo mhiko yokuti vaizoita sezvavakanga vatsidza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Ivo vakati, “Tichadzosera izvozvo pasina nechatichareva kwavari. Zvamareva ndozvatichaita.” Ndakadaidza vapristi ndichiitisa vatungamiri ivavo mhiko yokuti vaizoita sezvavakanga vatsidza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Ivo vakati, “Tichavadzorera. Uye hatichazorevi chimwe chinhuzve kubva kwavari. Tichaita sezvamareva.” Ipapo ndakadana vaprista ndikaita kuti vakuru navabati vaite mhiko kuti vagoita sezvavakanga vavimbisa. Viz kapitola |