Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 4:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Kuzoti Sanibharati naTobhiya navaArabhu navaAmoni navokuAshidhodhi vanzwa kuti basa rokugadziridza masvingo eJerusaremu riri kufambira mberi uye kuti makanga mapazika muri kutodzivirwa-dzivirwa, vakaviruka kwazvo nehasha.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Asi Sanbarati, naTobia, naʋaArabia, naʋaAmoni, naʋaAshdodi, ʋakati ʋacinzwa kuti ɓasa rokugadzira maȿiŋgo ropfuʋurira mberi ɀakanaka, kuti pakaŋga pakoromoka podziʋirwa, ʋakatsamŋa kwaɀo;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Asi Sanibharati, naTobhia, navaArabhia, navaAmoni, navaAshidhodhi, vakati vachinzwa kuti basa rokugadzira masvingo ropfuurira mberi zvakanaka, kuti pakanga pakoromoka podzivirwa, vakatsamwa kwazvo,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Kuzoti Sanibharati naTobhiya navaArabhu navaAmoni navokuAshidhodhi vanzwa kuti basa rokugadziridza masvingo eJerusaremu riri kufambira mberi uye kuti makanga mapazika muri kutodzivirwa-dzivirwa, vakaviruka kwazvo nehasha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Kuzoti Sanibharati naTobhiya navaArabhu navaAmoni navokuAshidhodhi vanzwa kuti basa rokugadziridza masvingo eJerusaremu riri kufambira mberi uye kuti makanga mapazika muri kutodzivirwa-dzivirwa, vakaviruka kwazvo nehasha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Asi Sanibharati, Tobhia, navaArabhu, navaAmoni navarume veAshidhodhi, vakati vanzwa kuti masvingo eJerusarema ari kugadzirwa, uye kuti makakoromoka maivakwa pakare, vakatsamwa kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 4:7

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy